Isaya 49:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Akati kwandiri: “Uri mushumiri wangu,+ haiwa iwe Israeri, ndiwe wandichashandisa kuratidza runako rwangu.”+ Johani 13:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Nokudaro paakanga abuda, Jesu akati: “Zvino Mwanakomana womunhu ari kukudzwa,+ uye Mwari ari kukudzwa nokuda kwake. 2 VaTesaronika 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 panguva yaanosvika kuzokudzwa pazvinhu zvine chokuita nevatsvene+ vake uye kuti ayemurwe pazuva iroro pazvinhu zvine chokuita nevaya vose vakatenda, nokuti uchapupu hwatakapa hwakatendwa pakati penyu.
3 Akati kwandiri: “Uri mushumiri wangu,+ haiwa iwe Israeri, ndiwe wandichashandisa kuratidza runako rwangu.”+
31 Nokudaro paakanga abuda, Jesu akati: “Zvino Mwanakomana womunhu ari kukudzwa,+ uye Mwari ari kukudzwa nokuda kwake.
10 panguva yaanosvika kuzokudzwa pazvinhu zvine chokuita nevatsvene+ vake uye kuti ayemurwe pazuva iroro pazvinhu zvine chokuita nevaya vose vakatenda, nokuti uchapupu hwatakapa hwakatendwa pakati penyu.