Genesisi 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino Adhamu akarara naEvha mudzimai wake, akava nepamuviri.+ Kwapera nguva yakati, akabereka Kaini+ akati: “Ndabereka munhu ndichiyamurwa naJehovha.”+
4 Zvino Adhamu akarara naEvha mudzimai wake, akava nepamuviri.+ Kwapera nguva yakati, akabereka Kaini+ akati: “Ndabereka munhu ndichiyamurwa naJehovha.”+