Revhitiko 15:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 “‘Zvino kana mukadzi aine zvinoyerera, uye zvinoyerera mumuviri wake riri ropa,+ anofanira kuramba ari pakusachena+ kwake kwokuva kumwedzi kwemazuva manomwe,+ munhu wose anomubata achava asina kuchena kusvikira manheru.
19 “‘Zvino kana mukadzi aine zvinoyerera, uye zvinoyerera mumuviri wake riri ropa,+ anofanira kuramba ari pakusachena+ kwake kwokuva kumwedzi kwemazuva manomwe,+ munhu wose anomubata achava asina kuchena kusvikira manheru.