Ezekieri 22:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Vakafukura baba vari mukati mako;+ vakanyadzisa mukadzi akanga asina kuchena nokuva kwake kumwedzi vari mukati mako.+ Ezekieri 36:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Mwanakomana womunhu, imba yaIsraeri yakanga igere panyika yavo, asi ivo vakaramba vachiisvibisa nenzira yavo uye nezvavaiita.+ Nzira yavo yaita sokusachena kwokuva kumwedzi pamberi pangu.+
10 Vakafukura baba vari mukati mako;+ vakanyadzisa mukadzi akanga asina kuchena nokuva kwake kumwedzi vari mukati mako.+
17 “Mwanakomana womunhu, imba yaIsraeri yakanga igere panyika yavo, asi ivo vakaramba vachiisvibisa nenzira yavo uye nezvavaiita.+ Nzira yavo yaita sokusachena kwokuva kumwedzi pamberi pangu.+