RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 12:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Kana mukadzi akabata pamuviri,+ obereka mwana mukomana, ngaave asina kuchena kwemazuva manomwe; achava asina kuchena sezvaanoita pamazuva okusachena paanenge ari kumwedzi.+

  • Revhitiko 12:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “‘Zvino kana akabereka mwana musikana, anofanira kuva asina kuchena kwemazuva gumi nemana, sezvaanoita kana ari kumwedzi. Achagara kwemamwe mazuva makumi matanhatu nematanhatu achinatswa paropa.

  • Revhitiko 15:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Chero mubhedha upi zvawo waangararira pamazuva ose ezvinoyerera zvake uchaita somubhedha wepanguva yokusachena kwake kwokuva kumwedzi,+ uye chero chinhu chipi zvacho chaangagarira chichava chisina kuchena sokusachena kwake kwokuva kumwedzi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe