Revhitiko 7:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Musadya chero mafuta zvawo+ enzombe kana kuti egondohwe duku kana kuti embudzi. 1 Samueri 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Munhu wacho paaiti kwaari: “Ngavatange vaita kuti mafuta apfungaire,+ wozotora chinhu chero chipi zvacho chinopangwa nomweya wako,”+ iye aibva ati: “Aiwa, asi ndipe iko zvino; kana ukasadaro, ndichachitora nechisimba!”+
23 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Musadya chero mafuta zvawo+ enzombe kana kuti egondohwe duku kana kuti embudzi.
16 Munhu wacho paaiti kwaari: “Ngavatange vaita kuti mafuta apfungaire,+ wozotora chinhu chero chipi zvacho chinopangwa nomweya wako,”+ iye aibva ati: “Aiwa, asi ndipe iko zvino; kana ukasadaro, ndichachitora nechisimba!”+