Revhitiko 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “‘Uyu murau nokusingagumi kuzvizvarwa zvenyu zvose, munzvimbo dzenyu dzose dzamunogara: Hamufaniri kumbodya mafuta kana ropa.’”+ Revhitiko 17:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “‘Munhu wose pavanakomana vaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu uyo anobata mhuka kana kuti shiri inodyiwa paanenge achivhima, anofanira kudurura ropa+ rayo orifukidza neguruva.+ Dheuteronomi 12:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Ingotsunga kusadya ropa+ racho, nokuti ropa ndiwo mweya+ uye haufaniri kudya mweya pamwe chete nenyama yacho. Mabasa 15:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 asi kuti tivanyorere kuti varege zvinhu zvakasvibiswa nezvidhori,+ ufeve,+ zvinhu zvakadzipwa+ uye ropa.+ Mabasa 21:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Kana vari vatendi vanobva pakati pemamwe marudzi, takatumira shoko, tichivaudza zvatakasarudza kuti vanofanira kuzvidzora pane zvakabayirwa zvidhori,+ neropa,+ nezvakadzipwa,+ noufeve.”+
17 “‘Uyu murau nokusingagumi kuzvizvarwa zvenyu zvose, munzvimbo dzenyu dzose dzamunogara: Hamufaniri kumbodya mafuta kana ropa.’”+
13 “‘Munhu wose pavanakomana vaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu uyo anobata mhuka kana kuti shiri inodyiwa paanenge achivhima, anofanira kudurura ropa+ rayo orifukidza neguruva.+
23 Ingotsunga kusadya ropa+ racho, nokuti ropa ndiwo mweya+ uye haufaniri kudya mweya pamwe chete nenyama yacho.
20 asi kuti tivanyorere kuti varege zvinhu zvakasvibiswa nezvidhori,+ ufeve,+ zvinhu zvakadzipwa+ uye ropa.+
25 Kana vari vatendi vanobva pakati pemamwe marudzi, takatumira shoko, tichivaudza zvatakasarudza kuti vanofanira kuzvidzora pane zvakabayirwa zvidhori,+ neropa,+ nezvakadzipwa,+ noufeve.”+