Revhitiko 18:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “‘Usabvumira kuti vana vako vatsaurirwe+ kuna Moreki.+ Usasvibisa+ zita raMwari wako saizvozvo. Ndini Jehovha.+ Dheuteronomi 18:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Pakati pako hapafaniri kuwanikwa munhu anopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto,+ munhu anoshopera,+ anoita zvemashiripiti+ kana munhu anotenda mashura+ kana muroyi,+
21 “‘Usabvumira kuti vana vako vatsaurirwe+ kuna Moreki.+ Usasvibisa+ zita raMwari wako saizvozvo. Ndini Jehovha.+
10 Pakati pako hapafaniri kuwanikwa munhu anopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto,+ munhu anoshopera,+ anoita zvemashiripiti+ kana munhu anotenda mashura+ kana muroyi,+