Genesisi 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Vakaramba vachishevedzera kuna Roti, vachiti kwaari: “Varume vapinda mauri usiku huno vari kupi? Vabudisire kwatiri kuti tirare navo.”+ Revhitiko 18:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “‘Usarara nomunhurume+ sokurara kwaunoita nomukadzi.+ Chinhu chinosemesa. Vatongi 19:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Pavakanga vachifadza mwoyo yavo,+ tarira! varume veguta, vaingova varume pasina,+ vakakomba imba yacho,+ vachisundidzirana pasuo; vakaramba vachiti kumukweguru, muridzi weimba: “Budisa murume apinda mumba mako, kuti tirare naye.”+ VaRoma 1:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 saizvozvowo kunyange vanhurume vakasiya zvakasikirwa munhukadzi+ vakatsva kwazvo pakuchivana kwavo, vanhurume nevanhurume,+ vachiita zvinonyadzisa+ uye vachigamuchira muripo wakakwana,+ uyo wakanga wakakodzera kukanganisa kwavo.+ 1 VaKorinde 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Chii! Hamuzivi here kuti vanhu vasina kururama havazogari nhaka youmambo hwaMwari?+ Musatsauswa. Zvifeve,+ kana vanonamata zvidhori,+ kana mhombwe,+ kana varume vanochengeterwa kuita zvinhu zvisiri zvomusikirwo,+ kana varume vanorara nevarume,+ Judha 7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Saizvozvowo Sodhoma neGomora nemaguta akanga akaapoteredza,+ pashure pokunge aita ufeve zvakanyanyisa uye atsvaka kufadza nyama kusiri kwomusikirwo+ sezvakaita ngirozi dzataurwa, anoiswa pamberi pedu somuenzaniso unonyevera+ nokutongwa kwawo achirangwa nomoto usingaperi.+
5 Vakaramba vachishevedzera kuna Roti, vachiti kwaari: “Varume vapinda mauri usiku huno vari kupi? Vabudisire kwatiri kuti tirare navo.”+
22 Pavakanga vachifadza mwoyo yavo,+ tarira! varume veguta, vaingova varume pasina,+ vakakomba imba yacho,+ vachisundidzirana pasuo; vakaramba vachiti kumukweguru, muridzi weimba: “Budisa murume apinda mumba mako, kuti tirare naye.”+
27 saizvozvowo kunyange vanhurume vakasiya zvakasikirwa munhukadzi+ vakatsva kwazvo pakuchivana kwavo, vanhurume nevanhurume,+ vachiita zvinonyadzisa+ uye vachigamuchira muripo wakakwana,+ uyo wakanga wakakodzera kukanganisa kwavo.+
9 Chii! Hamuzivi here kuti vanhu vasina kururama havazogari nhaka youmambo hwaMwari?+ Musatsauswa. Zvifeve,+ kana vanonamata zvidhori,+ kana mhombwe,+ kana varume vanochengeterwa kuita zvinhu zvisiri zvomusikirwo,+ kana varume vanorara nevarume,+
7 Saizvozvowo Sodhoma neGomora nemaguta akanga akaapoteredza,+ pashure pokunge aita ufeve zvakanyanyisa uye atsvaka kufadza nyama kusiri kwomusikirwo+ sezvakaita ngirozi dzataurwa, anoiswa pamberi pedu somuenzaniso unonyevera+ nokutongwa kwawo achirangwa nomoto usingaperi.+