Revhitiko 21:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “‘Zvino kana mwanasikana womupristi akazvisvibisa nokuita zvechipfambi, iye ari kusvibisa baba vake. Anofanira kupiswa nomoto.+
9 “‘Zvino kana mwanasikana womupristi akazvisvibisa nokuita zvechipfambi, iye ari kusvibisa baba vake. Anofanira kupiswa nomoto.+