5 “Kana vana vomunhu mumwe vachigara pamwe chete, mumwe wacho akafa asina kuva nomwanakomana, mudzimai weafa haafaniri kuva womumwe murume mutorwa, wokunze. Munun’una womurume wake ngaaende kwaari, amutore kuti ave mudzimai wake, amuitire zvaanofanira kuitirwa nomuramu.+