RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 20:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Nokudaro ndakati kwamuri:+ “Imi muchatora nyika yavo kuti ive yenyu, uye ini ndichakupai iyo kuti muitore ive yenyu, iyo nyika inoyerera mukaka nouchi.+ Ndini Jehovha Mwari wenyu, akakutsaurai pakati pemamwe marudzi.”+

  • Dheuteronomi 33:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Israeri achagara akachengeteka,+

      Chitubu chaJakobho chiri choga,+

      Panyika yezviyo newaini itsva.+

      Chokwadi, matenga ake achadonhedza dova.+

  • 1 Madzimambo 8:53
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 53 Nokuti ndimi makavatsaura kuti vave nhaka yenyu pamarudzi ose enyika,+ sezvamakataura muchishandisa mushumiri wenyu Mosesi+ pamaibudisa madzitateguru edu muIjipiti, haiwa Changamire Ishe Jehovha.”

  • Esteri 3:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Hamani akati kuna Mambo Ahashivheroshi: “Pane vamwe vanhu vakapararira+ uye vakasiyana nemarudzi ari mumatunhu ose oumambo hwenyu;+ uye mitemo yavo yakasiyana neyevamwe vanhu vose, havasi kuchengeta mitemo yamambo,+ uye hazvina kufanira kuti mambo avarege vakadaro.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe