Eksodho 33:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino zvichazivikanwa sei kuti mandinzwira nyasha, ini nevanhu venyu? Ini nevanhu venyu hatina kusiyaniswa nevamwe vanhu vose vari panyika nokufamba kwenyu nesu here?”+ Dheuteronomi 32:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Wokumusorosoro paakapa marudzi nhaka,+Paakaparadzanisa vanakomana vaAdhamu,+Akaisa muganhu wemarudzi+Nokuda kwokuwanda kwevanakomana vaIsraeri.+
16 Zvino zvichazivikanwa sei kuti mandinzwira nyasha, ini nevanhu venyu? Ini nevanhu venyu hatina kusiyaniswa nevamwe vanhu vose vari panyika nokufamba kwenyu nesu here?”+
8 Wokumusorosoro paakapa marudzi nhaka,+Paakaparadzanisa vanakomana vaAdhamu,+Akaisa muganhu wemarudzi+Nokuda kwokuwanda kwevanakomana vaIsraeri.+