Eksodho 33:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Iye akatiwo: “Haukwanisi kuona chiso changu, nokuti hakuna munhu angandiona akararama.”+ Johani 1:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Hapana munhu akamboona Mwari chero panguva ipi zvayo;+ mwari akaberekwa ari mumwe oga+ ari panzvimbo yepachipfuva+ chaBaba ndiye akamutsanangura.+
18 Hapana munhu akamboona Mwari chero panguva ipi zvayo;+ mwari akaberekwa ari mumwe oga+ ari panzvimbo yepachipfuva+ chaBaba ndiye akamutsanangura.+