RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 8:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Akarwisa vaMoabhi,+ akavayera netambo, achiita kuti varare pasi, kuti ayere netambo kaviri vokuti auraye, uye ayere netambo yakakwana vokuti achengetedze vari vapenyu;+ uye vaMoabhi vakava vashandi vaDhavhidhi+ vairipa muripo.+

  • 1 Makoronike 18:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Akabva akundawo Moabhi,+ uye vaMoabhi vakava vashandi vaDhavhidhi vaiunza muripo.+

  • Pisarema 108:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Moabhi+ ihari yangu yokugezera.+

      Ndichakanda hwashu yangu pamusoro peEdhomu.+

      Ndichashevedzera mukukunda pamusoro peFiristiya.”+

  • Pisarema 110:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Achatonga pakati pemarudzi;+

      Achaita kuti zvitunha zviwande.+

      Achaputsa-putsa mukuru anotonga nyika ine vanhu vazhinji.+

  • Jeremiya 48:45
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 45 ‘Vaya vari kutiza vamira mumumvuri weHeshbhoni vasisina simba. Nokuti moto uchabuda muHeshbhoni+ uye murazvo uchabuda pakati paSihoni;+ uye uchaparadza zvavovo zvaMoabhi nenhongonya dzemisoro yevanakomana vemheremhere.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe