Numeri 28:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Uti kwavari, ‘Ichi ndicho chinopiwa chinopiswa nomoto chamuchauya nacho kuna Jehovha: pazuva roga roga, makwayana makono maviri akanaka ane gore rimwe chete kuti ave chinopiwa chinopiswa nguva dzose.+ Dhanieri 8:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Yakazvitutumadza kwazvo kusvikira kuMuchinda+ weuto, chibayiro chenguva dzose+ chikabviswa kwaari, nenzvimbo isingachinji yenzvimbo yake tsvene ikaputswa.+ Dhanieri 11:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Kune mauto achasimuka achibva kwaari; uye achasvibisa nzvimbo tsvene,+ iyo nhare, obvisa chibayiro chenguva dzose.+ “Achaisa ipapo chinhu chinonyangadza+ chinoita kuti pave nokuparadzwa.+ Dhanieri 12:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Kubvira panguva yakabviswa+ chibayiro chenguva dzose+ nokuiswa kwechinhu chinonyangadza+ chinoita kuti pave nokuparadzwa, pachava nemazuva ane chiuru chimwe nemazana maviri nemakumi mapfumbamwe.
3 “Uti kwavari, ‘Ichi ndicho chinopiwa chinopiswa nomoto chamuchauya nacho kuna Jehovha: pazuva roga roga, makwayana makono maviri akanaka ane gore rimwe chete kuti ave chinopiwa chinopiswa nguva dzose.+
11 Yakazvitutumadza kwazvo kusvikira kuMuchinda+ weuto, chibayiro chenguva dzose+ chikabviswa kwaari, nenzvimbo isingachinji yenzvimbo yake tsvene ikaputswa.+
31 Kune mauto achasimuka achibva kwaari; uye achasvibisa nzvimbo tsvene,+ iyo nhare, obvisa chibayiro chenguva dzose.+ “Achaisa ipapo chinhu chinonyangadza+ chinoita kuti pave nokuparadzwa.+
11 “Kubvira panguva yakabviswa+ chibayiro chenguva dzose+ nokuiswa kwechinhu chinonyangadza+ chinoita kuti pave nokuparadzwa, pachava nemazuva ane chiuru chimwe nemazana maviri nemakumi mapfumbamwe.