32 Vakaramba vachiunza mashoko akaipa+ kuvanakomana vaIsraeri pamusoro penyika yavakanga vanosora, vachiti: “Nyika yacho, yatakapfuura nomairi kuti tiisore, inyika inoparadza vanogara mairi; uye vanhu vose vatakaona mairi varume vakanyanyisa kukura.+