Genesisi 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Uyewo, ndichabvunza ropa remweya yenyu. Ndicharibvunza paruoko rwezvisikwa zvose zvipenyu; ndichabvunza mweya womunhu paruoko rwomunhu,+ paruoko rwomumwe nomumwe ari hama yake. Eksodho 21:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Kana munhu akatsamwira wokwake zvokuti anomuuraya nokunyengedzera,+ umubvise kunyange paatari yangu kuti afe.+ Dheuteronomi 19:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ziso rako harifaniri kumunzwira tsitsi,+ uye unofanira kubvisa mhosva yeropa risina mhaka pakati paIsraeri,+ kuti uitirwe zvakanaka.
5 Uyewo, ndichabvunza ropa remweya yenyu. Ndicharibvunza paruoko rwezvisikwa zvose zvipenyu; ndichabvunza mweya womunhu paruoko rwomunhu,+ paruoko rwomumwe nomumwe ari hama yake.
14 Kana munhu akatsamwira wokwake zvokuti anomuuraya nokunyengedzera,+ umubvise kunyange paatari yangu kuti afe.+
13 Ziso rako harifaniri kumunzwira tsitsi,+ uye unofanira kubvisa mhosva yeropa risina mhaka pakati paIsraeri,+ kuti uitirwe zvakanaka.