Dheuteronomi 1:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Tiri kuenda kupi? Hama dzedu dzakaita kuti mwoyo yedu itye,+ dzichiti: “Ikoko takaona vanhu vahombe uye varefu kutipfuura,+ maguta makuru uye akavakirirwa kusvikira kumatenga,+ uyewo vanakomana vevaAnaki.”’+ Dheuteronomi 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 vanhu vahombe uye varefu, vanakomana vevaAnaki,+ vawakaziva nezvavo uye vawakanzwa nezvavo zvichinzi, ‘Ndiani angamirisana nevanakomana vevaAnaki?’
28 Tiri kuenda kupi? Hama dzedu dzakaita kuti mwoyo yedu itye,+ dzichiti: “Ikoko takaona vanhu vahombe uye varefu kutipfuura,+ maguta makuru uye akavakirirwa kusvikira kumatenga,+ uyewo vanakomana vevaAnaki.”’+
2 vanhu vahombe uye varefu, vanakomana vevaAnaki,+ vawakaziva nezvavo uye vawakanzwa nezvavo zvichinzi, ‘Ndiani angamirisana nevanakomana vevaAnaki?’