Ezekieri 16:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Wakaita upfambi nevanakomana vokuIjipiti,+ ivo vavakidzani vako vane nyama yakakura,+ uye wakaramba uchiita kuti upfambi hwako huwande kuti undigumbure. Jakobho 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Imi mhombwekadzi,+ hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari?+ Naizvozvo, munhu wose anoda kuva shamwari+ yenyika anozviita muvengi waMwari.+
26 Wakaita upfambi nevanakomana vokuIjipiti,+ ivo vavakidzani vako vane nyama yakakura,+ uye wakaramba uchiita kuti upfambi hwako huwande kuti undigumbure.
4 Imi mhombwekadzi,+ hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari?+ Naizvozvo, munhu wose anoda kuva shamwari+ yenyika anozviita muvengi waMwari.+