RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 7:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 “‘Asi kana chibayiro chechinopiwa chake chiri chinopiwa chemhiko+ kana kuti chokuzvidira,+ chinofanira kudyiwa pazuva raanouya nechibayiro chake, uye zvinosara zvacho zvingadyiwawo pazuva rinotevera racho.

  • Revhitiko 22:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 “Taura naAroni nevanakomana vake nevanakomana vose vaIsraeri, uti kwavari, ‘Chero murume upi zvake weimba yaIsraeri kana kuti mutorwa ari pakati paIsraeri anouya nechinopiwa chake+ chemhiko+ dzavo chero dzipi zvadzo kana kuti chezvinopiwa zvavo zvokuzvidira,+ zvavangauya nazvo kuna Jehovha kuti zvive chinopiwa chinopiswa,

  • Revhitiko 22:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 “‘Kana munhu akauya kuna Jehovha nechinopiwa chokugoverana+ kuti aripe mhiko+ kana kuti chinopiwa chokuzvidira, chinofanira kuva chakanaka chinobva pamombe kana pamakwai, kuti iye afarirwe. Hachimbofaniri kuva chakaremara.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe