Revhitiko 23:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “‘Iyi ndiyo mitambo yaJehovha yomwaka nomwaka,+ iko kuungana kutsvene,+ kwamunofanira kuzivisa panguva yako yakatarwa:+ Numeri 28:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “‘Mumwedzi wokutanga, pazuva rechigumi nemana romwedzi wacho, pachava nepaseka yaJehovha.+ Numeri 29:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “‘Zvino mumwedzi wechinomwe, pazuva rokutanga romwedzi wacho, munofanira kuva nokuungana kutsvene.+ Hamufaniri kuita basa rakaoma chero ripi zvaro.+ Kwamuri rinofanira kuva zuva rokuridza bhosvo.+ Dheuteronomi 16:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Unofanira kuchengeta mutambo wematumba+ kwemazuva manomwe paunounganidza zvinobva paburiro rako uye muchisviniro chako chemafuta nechewaini. Dheuteronomi 16:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Vanhurume vako vose vanofanira kuenda pamberi paJehovha Mwari wako katatu pagore panzvimbo yaachasarudza:+ pamutambo wemakeke asina kuviriswa+ nepamutambo wemavhiki+ nepamutambo wematumba,+ uye hapana anofanira kuenda pamberi paJehovha asina chinhu.+
4 “‘Iyi ndiyo mitambo yaJehovha yomwaka nomwaka,+ iko kuungana kutsvene,+ kwamunofanira kuzivisa panguva yako yakatarwa:+
29 “‘Zvino mumwedzi wechinomwe, pazuva rokutanga romwedzi wacho, munofanira kuva nokuungana kutsvene.+ Hamufaniri kuita basa rakaoma chero ripi zvaro.+ Kwamuri rinofanira kuva zuva rokuridza bhosvo.+
13 “Unofanira kuchengeta mutambo wematumba+ kwemazuva manomwe paunounganidza zvinobva paburiro rako uye muchisviniro chako chemafuta nechewaini.
16 “Vanhurume vako vose vanofanira kuenda pamberi paJehovha Mwari wako katatu pagore panzvimbo yaachasarudza:+ pamutambo wemakeke asina kuviriswa+ nepamutambo wemavhiki+ nepamutambo wematumba,+ uye hapana anofanira kuenda pamberi paJehovha asina chinhu.+