Revhitiko 19:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “‘Hapana chinhu chamunofanira kudya pamwe chete neropa.+ “‘Musatenda mashura,+ uye musaita zvemashiripiti.+ 2 Madzimambo 21:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Akaita zvakaipa+ pamberi paJehovha, maererano nezvinhu zvinosemesa zvemarudzi+ akanga adzingwa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri. 2 Madzimambo 21:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Akapinza mwanakomana wake mumoto,+ uye akaita zvemashiripiti,+ akatenda mashura, akagadza masvikiro+ nevafemberi.+ Akaita zvakaipa zvizhinji pamberi paJehovha, kuti amugumbure.
26 “‘Hapana chinhu chamunofanira kudya pamwe chete neropa.+ “‘Musatenda mashura,+ uye musaita zvemashiripiti.+
2 Akaita zvakaipa+ pamberi paJehovha, maererano nezvinhu zvinosemesa zvemarudzi+ akanga adzingwa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.
6 Akapinza mwanakomana wake mumoto,+ uye akaita zvemashiripiti,+ akatenda mashura, akagadza masvikiro+ nevafemberi.+ Akaita zvakaipa zvizhinji pamberi paJehovha, kuti amugumbure.