RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 8:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Akaturika mambo weAi+ padanda+ kusvikira nguva yemanheru; uye zuva zvarakanga rava kuda kuvira Joshua akarayira, vakabva vaburutsa chitunha chake+ padanda, vakachikanda panopindwa napo pagedhi reguta racho, vakaita murwi wematombo pamusoro pake, uchiripo kusvikira nhasi.

  • Johani 19:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Zvino zvarakanga riri zuva roKugadzirira,+ vaJudha vakakumbira Pirato kuti makumbo avo atyorwe, mitumbi yobviswa, kuti mitumbi irege kuramba+ iri pamatanda okutambudzikira paSabata, (nokuti zuva reSabata iroro rakanga riri guru.)+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe