2 VaKorinde 5:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Iye akaita kuti iye asina kuziva chivi+ ave chivi+ nokuda kwedu, kuti isu tive kururama kwaMwari+ pachishandiswa iye. VaGaratiya 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+
21 Iye akaita kuti iye asina kuziva chivi+ ave chivi+ nokuda kwedu, kuti isu tive kururama kwaMwari+ pachishandiswa iye.
13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+