Dheuteronomi 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jehovha Mwari wako achavaisa kwauri, uye uchavakunda.+ Unotofanira kuvaparadza chose.+ Usaita sungano navo kana kumbovanzwira nyasha.+ Dheuteronomi 7:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Jehovha Mwari wako achavaisa muruoko rwako, ovanyonganisa nokunyongana kukuru, kusvikira vatsakatiswa.+
2 Jehovha Mwari wako achavaisa kwauri, uye uchavakunda.+ Unotofanira kuvaparadza chose.+ Usaita sungano navo kana kumbovanzwira nyasha.+
23 Jehovha Mwari wako achavaisa muruoko rwako, ovanyonganisa nokunyongana kukuru, kusvikira vatsakatiswa.+