Revhitiko 26:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Chokwadi ndichakutarirai ndakatsamwa, uye muchakundwa pamberi pevavengi venyu;+ nevaya vanokuvengai vachakutsika-tsikai,+ uye muchatiza pasina anokuteverai.+ 2 Petro 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokudaro, vadiwa, zvamakamirira zvinhu izvi, itai zvose zvamunogona kuti muwanikwe naye pakupedzisira musina ruvara+ uye musina gwapa, muine rugare.+
17 Chokwadi ndichakutarirai ndakatsamwa, uye muchakundwa pamberi pevavengi venyu;+ nevaya vanokuvengai vachakutsika-tsikai,+ uye muchatiza pasina anokuteverai.+
14 Nokudaro, vadiwa, zvamakamirira zvinhu izvi, itai zvose zvamunogona kuti muwanikwe naye pakupedzisira musina ruvara+ uye musina gwapa, muine rugare.+