Jeremiya 6:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvanzi naJehovha: “Tarirai! Vanhu vari kuuya vachibva kunyika yokuchamhembe, uye kune rudzi rukuru ruchamutswa ruchibva kumativi ari kure kwazvo enyika.+ Habhakuki 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti tarirai ndichamutsa vaKadheya,+ rudzi runotyisa uye runopenga, runoenda kunzvimbo dzose dzakafara dzenyika dzisina kudzivirirwa, kuti runotora nzvimbo dzokugara dzisiri dzarwo.+
22 Zvanzi naJehovha: “Tarirai! Vanhu vari kuuya vachibva kunyika yokuchamhembe, uye kune rudzi rukuru ruchamutswa ruchibva kumativi ari kure kwazvo enyika.+
6 Nokuti tarirai ndichamutsa vaKadheya,+ rudzi runotyisa uye runopenga, runoenda kunzvimbo dzose dzakafara dzenyika dzisina kudzivirirwa, kuti runotora nzvimbo dzokugara dzisiri dzarwo.+