Jeremiya 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Tarira! Iye achauya semakore emvura, ngoro dzake dzakaita sedutu.+ Mabhiza ake anomhanya kupfuura makondo.+ Tine nhamo, nokuti tapambwa! Mariro 4:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Vaititevera vakamhanya kupfuura makondo.+Vakatidzingirira pamakomo.+ Vakativandira murenje.+ Hosiya 8:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Isa hwamanda+ pamuromo wako! Mumwe munhu anouya kuzorwisa imba yaJehovha sezvinoita gondo,+ nokuti vakadarika sungano yangu,+ uye vakadarika mutemo wangu.+
13 Tarira! Iye achauya semakore emvura, ngoro dzake dzakaita sedutu.+ Mabhiza ake anomhanya kupfuura makondo.+ Tine nhamo, nokuti tapambwa!
8 “Isa hwamanda+ pamuromo wako! Mumwe munhu anouya kuzorwisa imba yaJehovha sezvinoita gondo,+ nokuti vakadarika sungano yangu,+ uye vakadarika mutemo wangu.+