Isaya 28:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti iye achataura nevanhu+ ava achishandisa vaya vanokakama nemiromo+ yavo uye achishandisa mutauro wakasiyana,+ Jeremiya 5:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Tarirai ndiri kukuunzirai rudzi runobva kure,+ haiwa imi imba yaIsraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Irwo rudzi runogara nguva refu.+ Rudzi rwekare kare, rudzi rune mutauro wamusingazivi, uye wamusingagoni kunzwa muchinzwisisa zvavanotaura.
11 Nokuti iye achataura nevanhu+ ava achishandisa vaya vanokakama nemiromo+ yavo uye achishandisa mutauro wakasiyana,+
15 “Tarirai ndiri kukuunzirai rudzi runobva kure,+ haiwa imi imba yaIsraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Irwo rudzi runogara nguva refu.+ Rudzi rwekare kare, rudzi rune mutauro wamusingazivi, uye wamusingagoni kunzwa muchinzwisisa zvavanotaura.