Ezekieri 21:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Ndichadurura kutsamwa kwangu pauri. Ndichafuridzira moto wokushatirwa kwangu kukuru pauri,+ uye ndichakuisa mumaoko evarume vasingafungi, nyanzvi dzokuparadza.+
31 Ndichadurura kutsamwa kwangu pauri. Ndichafuridzira moto wokushatirwa kwangu kukuru pauri,+ uye ndichakuisa mumaoko evarume vasingafungi, nyanzvi dzokuparadza.+