RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 24:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Akazotora bhuku resungano,+ akariverenga vanhu vachinzwa.+ Ivo vakabva vati: “Tinoda kuita, uye kuteerera zvose zvataurwa naJehovha.”+

  • Revhitiko 26:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 kana muchizoramba mirau yangu,+ uye kana mweya yenyu ichizosema zvandakatonga kuti murege kuita mirayiro yangu yose, zvokuti munoputsa sungano yangu,+

  • Dheuteronomi 31:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 “Torai bhuku iri romutemo,+ muriise parutivi peareka+ yesungano yaJehovha Mwari wenyu, rive chapupu kwamuri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe