Eksodho 14:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Naizvozvo ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ iye achavatevera uye ndichakudzwa nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ose ehondo;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Nokudaro vakaita saizvozvo. Revhitiko 10:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mosesi akabva ati kuna Aroni: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha, achiti, ‘Nganditsveneswe+ pane vaya vari pedyo neni,+ uye ngandikudzwe+ pamberi pezviso zvevanhu vose.’” Asi Aroni akaramba akanyarara. Pisarema 72:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zita rake rinokudzwa ngarirumbidzwe nokusingagumi,+Kubwinya kwake ngakuzadze nyika yose.+Ameni uye Ameni.
4 Naizvozvo ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ iye achavatevera uye ndichakudzwa nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ose ehondo;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Nokudaro vakaita saizvozvo.
3 Mosesi akabva ati kuna Aroni: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha, achiti, ‘Nganditsveneswe+ pane vaya vari pedyo neni,+ uye ngandikudzwe+ pamberi pezviso zvevanhu vose.’” Asi Aroni akaramba akanyarara.
19 Zita rake rinokudzwa ngarirumbidzwe nokusingagumi,+Kubwinya kwake ngakuzadze nyika yose.+Ameni uye Ameni.