Eksodho 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+ Dheuteronomi 7:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+ Dheuteronomi 27:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Mosesi nevapristi, ivo vaRevhi, vakabva vataura nevaIsraeri vose, vachiti: “Haiwa iwe Israeri, ramba wakanyarara, uteerere. Nhasi wava rudzi rwaJehovha Mwari wako.+ Dheuteronomi 28:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Jehovha achaita kuti uve rudzi rwake rutsvene,+ sezvaakakupikira,+ nokuti unoramba uchichengeta mirayiro+ yaJehovha Mwari wako, uye wakafamba munzira dzake.
5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+
6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+
9 Mosesi nevapristi, ivo vaRevhi, vakabva vataura nevaIsraeri vose, vachiti: “Haiwa iwe Israeri, ramba wakanyarara, uteerere. Nhasi wava rudzi rwaJehovha Mwari wako.+
9 Jehovha achaita kuti uve rudzi rwake rutsvene,+ sezvaakakupikira,+ nokuti unoramba uchichengeta mirayiro+ yaJehovha Mwari wako, uye wakafamba munzira dzake.