Genesisi 17:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe+ nevana vako vanokutevera maererano nezvizvarwa zvavo kuti ive sungano isingagumi,+ kuti ndive Mwari kwauri nokuvana vako vanokutevera.+ Genesisi 22:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 ikati: “‘Ndinopika neni pachangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha,+ ‘nokuti waita chinhu ichi uye hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete,+ Jeremiya 11:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 kuti ndiite mhiko yandakapikira madzitateguru enyu,+ kuti ndiape nyika inoyerera mukaka nouchi,+ sezvazvakaita nhasi.’”’” Zvino ndakapindura ndikati: “Ameni, haiwa Jehovha.” VaHebheru 6:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti Mwari paakapikira Abrahamu,+ zvaaisagona kupika nomumwe munhu mukuru kwaari, akapika+ naiye pachake,
7 “Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe+ nevana vako vanokutevera maererano nezvizvarwa zvavo kuti ive sungano isingagumi,+ kuti ndive Mwari kwauri nokuvana vako vanokutevera.+
16 ikati: “‘Ndinopika neni pachangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha,+ ‘nokuti waita chinhu ichi uye hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete,+
5 kuti ndiite mhiko yandakapikira madzitateguru enyu,+ kuti ndiape nyika inoyerera mukaka nouchi,+ sezvazvakaita nhasi.’”’” Zvino ndakapindura ndikati: “Ameni, haiwa Jehovha.”
13 Nokuti Mwari paakapikira Abrahamu,+ zvaaisagona kupika nomumwe munhu mukuru kwaari, akapika+ naiye pachake,