Genesisi 26:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+ Eksodho 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Kwapera nguva yakati, Mwari akanzwa+ kugomera kwavo,+ Mwari akayeuka sungano yake naAbrahamu, Isaka naJakobho.+ Pisarema 105:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Sungano yaakaita naAbrahamu,+Nemhiko yake yaakaita kuna Isaka,+
3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+
24 Kwapera nguva yakati, Mwari akanzwa+ kugomera kwavo,+ Mwari akayeuka sungano yake naAbrahamu, Isaka naJakobho.+