Genesisi 28:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Uye tarira! Jehovha akanga akamira pamusoro pao, akati:+ “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichakupa iwe nevana* vako nyika yaurere pairi.+
13 Uye tarira! Jehovha akanga akamira pamusoro pao, akati:+ “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichakupa iwe nevana* vako nyika yaurere pairi.+