RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 34:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Nokuti haufaniri kugwadamira mumwe mwari,+ nokuti Jehovha, ane zita rokuti Ane Godo, ndiMwari ane godo;+

  • Pisarema 79:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Haiwa Jehovha, mucharamba makashatirwa kusvikira rini? Nokusingaperi here?+

      Hasha dzenyu dzicharamba dzichibvira somoto kusvikira rini?+

  • Ezekieri 23:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Ndichakuratidza shungu dzangu,+ uye ivo vachakurwisa vakashatirwa.+ Vachabvisa mhino yako nenzeve dzako, uye zvichasara pauri zvichaparara nebakatwa. Vachatora+ vanakomana vako nevanasikana vako,+ uye zvinhu zvako zvichasara vachazviparadza nomoto.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe