RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 27:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 “‘Ngaatukwe munhu asingazoshandisi mashoko omutemo uyu nokuaita.’+ (Vanhu vose vanofanira kuti, ‘Ameni!’)

  • Dheuteronomi 28:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe