Numeri 14:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Musangopandukira Jehovha;+ uye regai kutya vanhu vomunyika yacho,+ nokuti ivo kudya kwedu. Chinodzivirira chavo chabva pamusoro pavo,+ uye Jehovha anesu.+ Regai kuvatya.”+ Dheuteronomi 1:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “Naizvozvo ndakati kwamuri, ‘Musavavhunduka kana kuvatya.+ Dheuteronomi 7:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 haufaniri kuatya.+ Unotofanira kuyeuka zvakaitwa naJehovha Mwari wako kuna Farao nokuIjipiti yose,+ Pisarema 56:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chero zuva ripi zvaro randichatya, ini ndichavimba nemi.+
9 Musangopandukira Jehovha;+ uye regai kutya vanhu vomunyika yacho,+ nokuti ivo kudya kwedu. Chinodzivirira chavo chabva pamusoro pavo,+ uye Jehovha anesu.+ Regai kuvatya.”+
18 haufaniri kuatya.+ Unotofanira kuyeuka zvakaitwa naJehovha Mwari wako kuna Farao nokuIjipiti yose,+