2 Samueri 7:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Mazuva ako paanokwana,+ paucharara nemadzitateguru ako,+ ndichamutsa mwana wako anokutevera, achabuda mukati mako; uye chokwadi ndichasimbisa umambo hwake kwazvo.+ Johani 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvakare, hapana munhu akakwira kudenga+ asi uya akaburuka achibva kudenga,+ iye Mwanakomana womunhu.+
12 Mazuva ako paanokwana,+ paucharara nemadzitateguru ako,+ ndichamutsa mwana wako anokutevera, achabuda mukati mako; uye chokwadi ndichasimbisa umambo hwake kwazvo.+
13 Zvakare, hapana munhu akakwira kudenga+ asi uya akaburuka achibva kudenga,+ iye Mwanakomana womunhu.+