RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 34:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 kuti urege kuita sungano nevagari vomunyika yacho, nokuti vachaita unzenza navanamwari vavo,+ vobayira zvibayiro kuna vanamwari vavo,+ uye mumwe achakukoka, wodya zvimwe pachibayiro chake.+

  • Vatongi 2:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Havana kuteerera kunyange vatongi vavo, asi vakaita unzenza+ nevamwe vanamwari,+ vakavakotamira. Vakakurumidza kutsauka panzira yakanga yafamba madzitateguru avo achiteerera mirayiro yaJehovha.+ Ivo havana kuita saizvozvo.

  • Pisarema 106:37
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 37 Vaibayira vanakomana vavo+

      Nevanasikana vavo kumadhimoni.+

  • Pisarema 106:39
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 39 Vakava vasina kuchena nemabasa avo,+

      Vakaramba vachiita unzenza nezvavaiita.+

  • Jeremiya 3:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Kune kutaura kwokuti: “Kana murume akadzinga mudzimai wake, iye akabva kwaari, akava womumwe murume, iye angadzokazve kwaari here?”+

      Nyika iyoyo chokwadi haina kusvibiswa here?+

      “Zvino iwe wakaita zvechipfambi neshamwari zhinji;+ uchadzoka kwandiri here?”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.

  • Ezekieri 16:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “‘Asi wakatanga kuvimba norunako rwako,+ ukava pfambi nokuda kwezita rako,+ ukadururira mabasa ako oupfambi kumunhu wose aipfuura;+ rukava rwake.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe