-
1 Madzimambo 11:33Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
33 Chikonzero chacho ndechokuti vakandisiya,+ vakatanga kukotamira Ashtoreti+ mwarikadzi wevaSidhoni, Kemoshi+ mwari waMoabhi naMirikomu+ mwari wevanakomana vaAmoni; uye havana kufamba munzira dzangu nokuita zvakarurama pamberi pangu nokuchengeta mirau yangu nezvandakatonga sezvakaita baba vake Dhavhidhi.
-