Vatongi 2:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Jehovha akazotsamwira Israeri kwazvo,+ akati: “Rudzi urwu zvarwakadarika sungano+ yangu yandakarayira madzitateguru avo, rukasateerera inzwi rangu,+ Jeremiya 31:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 isina kuita sesungano yandakaita nemadzitateguru avo pazuva randakabata maoko avo kuti ndivabudise munyika yeIjipiti,+ ‘sungano yangu yavakaputsa,+ kunyange zvazvo ini ndakanga ndiri murume wavo,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.” VaHebheru 8:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 isina kufanana nesungano+ yandakaita nemadzitateguru avo pazuva randakabata maoko avo kuti ndivabudise munyika yeIjipiti,+ nokuti havana kuramba vari musungano yangu,+ zvokuti ndakabva ndarega kuvatarisira,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.”+
20 Jehovha akazotsamwira Israeri kwazvo,+ akati: “Rudzi urwu zvarwakadarika sungano+ yangu yandakarayira madzitateguru avo, rukasateerera inzwi rangu,+
32 isina kuita sesungano yandakaita nemadzitateguru avo pazuva randakabata maoko avo kuti ndivabudise munyika yeIjipiti,+ ‘sungano yangu yavakaputsa,+ kunyange zvazvo ini ndakanga ndiri murume wavo,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.”
9 isina kufanana nesungano+ yandakaita nemadzitateguru avo pazuva randakabata maoko avo kuti ndivabudise munyika yeIjipiti,+ nokuti havana kuramba vari musungano yangu,+ zvokuti ndakabva ndarega kuvatarisira,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.”+