Dheuteronomi 29:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Jehovha haazodi kumukanganwira,+ asi hasha dzaJehovha+ nokubishaira+ kwake zvichabva zvapfungairira murume iyeye,+ uye kutuka kwose kwakanyorwa mubhuku iri+ kuchagara paari, uye Jehovha achadzima zita rake pasi pematenga. Pisarema 74:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 74 Haiwa Mwari, makatirasirei nokusingaperi?+Hasha dzenyu dzinorambirei dzichipfungairira makwai emafuro enyu?+
20 Jehovha haazodi kumukanganwira,+ asi hasha dzaJehovha+ nokubishaira+ kwake zvichabva zvapfungairira murume iyeye,+ uye kutuka kwose kwakanyorwa mubhuku iri+ kuchagara paari, uye Jehovha achadzima zita rake pasi pematenga.
74 Haiwa Mwari, makatirasirei nokusingaperi?+Hasha dzenyu dzinorambirei dzichipfungairira makwai emafuro enyu?+