RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 28:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 “Zvino iwe, mwanakomana wangu Soromoni, ziva+ Mwari wababa vako, umushumire+ nomwoyo wakakwana+ uye nomweya unofara;+ nokuti Jehovha anoongorora mwoyo yose,+ uye anonzwisisa zvose zvinodiwa nepfungwa.+ Kana ukamutsvaka, achaita kuti umuwane;+ asi kana ukamusiya,+ achakurasa nokusingaperi.+

  • 2 Makoronike 15:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Naizvozvo akaenda pamberi paAsa akati kwaari: “Ndinzwei, haiwa imi Asa nemi mose vaJudha nevaBhenjamini! Jehovha anemi chero bedzi imi muinaye;+ uye kana mukamutsvaka,+ iye achaita kuti mumuwane, asi kana mukamusiya, achakusiyaiwo.+

  • 2 Makoronike 24:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Zvino mudzimu+ waMwari wakafukidza+ Zekariya+ mwanakomana womupristi Jehoyadha,+ zvokuti akamira pakanga pakakwirira pamberi pevanhu, akati kwavari: “Zvanzi naMwari wechokwadi, ‘Muri kudarikirei mirayiro yaJehovha, zvokuti hamungabudiriri?+ Zvamakasiya Jehovha, iye achakusiyaiwo.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe