Dheuteronomi 32:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Naizvozvo akati, ‘Regai ndivavanzire chiso changu,+Regai ndione kuguma kwavo.Nokuti ivo chizvarwa chokutsauka,+Vanakomana vasina kutendeka.+ Jobho 34:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Paanoita kuti pave norunyararo, ndiani angamupa mhosva?Paanovanza chiso chake,+ ndiani angamuona,Kunyange akazviitira rudzi+ kana munhu, icho zvachiri chinhu chakafanana? Pisarema 27:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Musandivanzira chiso chenyu.+Musadzinga mushumiri wenyu makatsamwa.+Ivai rubatsiro rwangu.+Musandirasa uye musandisiya, haiwa Mwari woruponeso rwangu.+ Pisarema 104:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Kana mukavanza chiso chenyu, zvinonetseka.+Kana mukabvisa simba razvo roupenyu, izvo zvinofa,+Uye zvinodzokera kuguruva razvo.+ Ezekieri 39:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Marudzi achaziva kuti yaiva mhosva yokukanganisa kwavo yakaita kuti ivo, imba yaIsraeri, vatapwe,+ nokuti vakava vasina kutendeka kwandiri, zvokuti ndakavavanzira chiso changu,+ ndikavaisa mumaoko emhandu dzavo, uye vakaramba vachiurayiwa nebakatwa, vose zvavo.+
20 Naizvozvo akati, ‘Regai ndivavanzire chiso changu,+Regai ndione kuguma kwavo.Nokuti ivo chizvarwa chokutsauka,+Vanakomana vasina kutendeka.+
29 Paanoita kuti pave norunyararo, ndiani angamupa mhosva?Paanovanza chiso chake,+ ndiani angamuona,Kunyange akazviitira rudzi+ kana munhu, icho zvachiri chinhu chakafanana?
9 Musandivanzira chiso chenyu.+Musadzinga mushumiri wenyu makatsamwa.+Ivai rubatsiro rwangu.+Musandirasa uye musandisiya, haiwa Mwari woruponeso rwangu.+
29 Kana mukavanza chiso chenyu, zvinonetseka.+Kana mukabvisa simba razvo roupenyu, izvo zvinofa,+Uye zvinodzokera kuguruva razvo.+
23 Marudzi achaziva kuti yaiva mhosva yokukanganisa kwavo yakaita kuti ivo, imba yaIsraeri, vatapwe,+ nokuti vakava vasina kutendeka kwandiri, zvokuti ndakavavanzira chiso changu,+ ndikavaisa mumaoko emhandu dzavo, uye vakaramba vachiurayiwa nebakatwa, vose zvavo.+