Eksodho 24:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Akazotora bhuku resungano,+ akariverenga vanhu vachinzwa.+ Ivo vakabva vati: “Tinoda kuita, uye kuteerera zvose zvataurwa naJehovha.”+ Dheuteronomi 29:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Aya ndiwo mashoko esungano yakarayirwa Mosesi naJehovha kuti aite nevanakomana vaIsraeri munyika yeMoabhi, tisingabatanidzi sungano yaakanga aita navo kuHorebhi.+ Nehemiya 9:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Asi havana kuteerera,+ vakakupandukirai+ vakaramba vachirasira mutemo wenyu shure kwavo,+ vakauraya vaprofita venyu,+ avo vakavapupurira kuti vavadzose kwamuri;+ uye vakaita mabasa okusaremekedza zvikuru.+
7 Akazotora bhuku resungano,+ akariverenga vanhu vachinzwa.+ Ivo vakabva vati: “Tinoda kuita, uye kuteerera zvose zvataurwa naJehovha.”+
29 Aya ndiwo mashoko esungano yakarayirwa Mosesi naJehovha kuti aite nevanakomana vaIsraeri munyika yeMoabhi, tisingabatanidzi sungano yaakanga aita navo kuHorebhi.+
26 “Asi havana kuteerera,+ vakakupandukirai+ vakaramba vachirasira mutemo wenyu shure kwavo,+ vakauraya vaprofita venyu,+ avo vakavapupurira kuti vavadzose kwamuri;+ uye vakaita mabasa okusaremekedza zvikuru.+