1 Madzimambo 8:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 MuAreka macho makanga musina chinhu kunze kwemahwendefa+ maviri ematombo akanga aiswa+ imomo naMosesi kuHorebhi, Jehovha paakanga aita sungano+ nevanakomana vaIsraeri pavaibuda munyika yeIjipiti.+ VaHebheru 9:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Iyoyi yaiva nomudziyo wendarama+ wokupisira zvinonhuhwirira uye areka yesungano+ yakanga yakafukidzwa mativi ose nendarama,+ maiva nechirongo chendarama chaiva nemana+ netsvimbo yaAroni yakanga yakatungira+ uye mahwendefa+ esungano;
9 MuAreka macho makanga musina chinhu kunze kwemahwendefa+ maviri ematombo akanga aiswa+ imomo naMosesi kuHorebhi, Jehovha paakanga aita sungano+ nevanakomana vaIsraeri pavaibuda munyika yeIjipiti.+
4 Iyoyi yaiva nomudziyo wendarama+ wokupisira zvinonhuhwirira uye areka yesungano+ yakanga yakafukidzwa mativi ose nendarama,+ maiva nechirongo chendarama chaiva nemana+ netsvimbo yaAroni yakanga yakatungira+ uye mahwendefa+ esungano;