Dheuteronomi 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ndiMwari wechokwadi,+ Mwari akatendeka,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake kusvikira kuzvizvarwa zvine chiuru,+ Nehemiya 9:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Makarurama+ pazvose zvauya patiri, nokuti makaita nokutendeka,+ asi isu tisu takaita zvakaipa.+ Pisarema 98:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Akayeuka mutsa wake worudo nokutendeka kwake zvaakaitira imba yaIsraeri.+Migumo yose yenyika yakaona ruponeso rwakaitwa naMwari wedu.+ VaHebheru 10:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Ngatibatisisei mukana wokuzivisa tariro yedu+ pachena tisingazununguki,+ nokuti iye akapikira akatendeka.+ 1 Petro 4:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Naizvozvo, vaya vanotambura maererano nokuda kwaMwari, ngavarambe vachiisa mweya yavo kuMusiki akatendeka pavanenge vachiita zvakanaka.+
9 Unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ndiMwari wechokwadi,+ Mwari akatendeka,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake kusvikira kuzvizvarwa zvine chiuru,+
3 Akayeuka mutsa wake worudo nokutendeka kwake zvaakaitira imba yaIsraeri.+Migumo yose yenyika yakaona ruponeso rwakaitwa naMwari wedu.+
23 Ngatibatisisei mukana wokuzivisa tariro yedu+ pachena tisingazununguki,+ nokuti iye akapikira akatendeka.+
19 Naizvozvo, vaya vanotambura maererano nokuda kwaMwari, ngavarambe vachiisa mweya yavo kuMusiki akatendeka pavanenge vachiita zvakanaka.+